Kana usati wanyoresa? Nyoresa
Wakanyoresa here?
Kana wakanyoresa unokwanisa:
- Kuwedzera ma token ako
- kumhangara zvisina kumira mushe
- Kupa ma suggestions.
- kuvoter musarudzo iri kuitwa.
Kunyoresa senhengo
Ukanyoresa senhengo ye ZRN,unokwanisa kuwana
- Rubatsiro kana uchinge wawirwa nedambudziko (kurwara, rufu).
- Rutsigiro kune vane mabhizimisi kana maprojects avanoita.
- Ma loans madiki pasina kubhadhara interest.
- kutenga raffle ticket re $10 richiita($1).
- Kupinda kumabiko ekubatanidza nhengo dze ZRN mahara.
Sangano re ZRN rinomira nenhengo dzaro kana dzikanyimwa kodzero dzayo, kana kuti dzikasawana mutongo wejekerere kumadzitare.
Baya panokana uchida kuziva zvakawanda zvaunokwanisa kuwana se nhengo ye ZRN.






