Nyoresa se nhengo                   

Mabasa edu

Isu se Renewal Network, tinoshanda mabasa anotevera, kubudikidza nechinangwa chekuzadzikisa zvinangwa zvedu

Kuvhurika meso

Se boka reZRN tine zvakawanda zvata -kadzidza kumativi mana, pamusoro pemararamiro evanhu, zvinobatsira kuti munhu akwanise kuzvisimudzira nekushandudza hupenyu hwake. ...

Kubatana

Tikabatana takawanda tikabvisa ma $1 edu tinokwanisa kuunganidza mari inosvika mamillions yatinokwanisa kushandisa kurerutsirana mitoro yeraramo, nekusimudzirana. ...

Zvatiri sevana veZimbabwe

Sevana veZimbabwe tava vanhu rudzii? Takatora tsika dzakasiyana siyana kuvabvakure tichirasa dzedu dzinotipa hunhu hwedu uho hwaive ndihwo hwaro hweraramo yedu. ...

Kusimudzira Ruzvinji

ZRN inopa nhengo dzayo masimba ekushandura hupenyu hwavo. Seboka tinoshuvira Zimbabwe ine vagari vakachangamukira hupenyu, vagari vanozvitira, vanozvitonga. ...

Kusimudzira madzimai

Madzimai, ndivo anamai venyika. Ndivo vanorera nekukudza ruzhinji rwenyika. Vakasimudzirwa vanokudza ruzhinji rune muono, rwakarongeka, runofambisa nyika mberi. ...

Kuchengetedza nyika

Vakawanda havazive kuti ivo ndivo varidzi vezvinhu zvese zviri munyika. Naizvozvo havana hany'a nazvo nyange zvikabiwa kana kuparadzwa. ...